Entertainment

Power FM Listeners Boycott Radio Station Over Pathisani And Tinashe Chikuse “Suspension”

Power FM Listeners Boycott Radio Station Over Pathisani And Tinashe Chikuse “Suspension”
POWER FM listeners have boycotted the radio station after the cancellation of the Champions League breakfast show and the alleged suspension of the show hosts Pathisani Sibanda and Tinashe Chikuse.
In their place, the management introduced new hosts for The Morning Drive show which includes comedian, Nijo, who makes his debut on radio alongside Rachel and Rugare.
In a Facebook post making rounds, the station said the new team will be holding it down until the former hosts are back.
Are you ready?? Weekday mornings will never be the same again! 
The Morning Drive on PowerFM Zimbabwe is here to fire up your mornings and get you going.
On The Go! 
On The Drive!
(holding it down till TCLB returns)
Power FM Listeners Boycott Radio Station Over Replacement of Pathisani And Tinashe Chikuse (Cred: Powerfm Zimbabwe Facebook)
Reacting to the development, fans had this to say;

Hillary Takuh Tsomondo
But Dai muchimboziva hondo dzatokurwirai kunze uku vanhu vachiti munobhowa isu toti ndimi cream yedu 😂😂😂😂 management musadaro so dzosai ana Shumba hamunzwi kutyawo here kuti vanhu vachatii pamoita mamwe ma decisions aya radio is supposed to entertain us and isusu vacho we want ana Shumba zvee itai serious muda titange kutsvaga ma flash ekuridza here pamwe Miss Rach vacho havasi kutoda but muri kumbunyikidza mwana dzoserai vanhu panzvimbo dzavo #Shumbangadzidzoke  
Tyn Makiwa
Every morning ndinobatidza radio
Kungonzwa kuti pana Rach
Ndotodzokera hank kustarfm
Kuna Nicky naET
Tichatererei hedu Power fm
Vanoziva basa ravo makabvisa
Bert China
Ko Scott ukumbozvifambisa sei,im not saying Rachy haagone but ane pake apa ndepana Shumba wakonewa basa Scott watadza kana wanzwa wanzwa wakonewa basa wakubhowesa station iwe
Robspearrer Mavhiza
Nijo is too junior can’t replace Phatisani. Ndakasangana nako near Parliament akaita kunge achandimhoresa nechimuti nekudada mupfanha you haven’t achieved anything as yet Simba rehove riri mumvura
Lincoln Bhanditi Nyamhenda
Ikoko ku management ka makaita sekuti munorohwa nemusombodhiya muchagara muchitukwa nema listeners manzwa chinhu ichi hachisi chenyu chekuti chotererwa nevana venyu, mbudzi kana hwai dzekumba kwenyu manzwa ,so zvimwe zvacho itai muchitarisa kt side redu ma listeners nxiii

How To Never Miss IHarare Latest News On Your News Feed Following Facebook’s New Algorithm

Related Articles

Back to top button

Adblock Detected

You are using an Ad blocker. Please turn off the adblocker and reload the page